MuMurayiro makanyorwa muchinzi:“Ndichataura kuvanhu ava,kubudikidza navanhu vedzimwe ndimiuye kubudikidza nemiromo yavatorwa,asi kunyange zvakadaro havanganditeereri,”ndizvo zvinotaura Ishe.