1 Vakorinde 10:32-33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

32. Musagumbusa munhu upi noupi zvake, angava muJudha, kana muGiriki kana kereke yaMwari,

33. kunyange sezvandinoedzawo kufadza munhu wose pazvinhu zvose. Nokuti handitsvaki zvakandinakira ini asi zvakanakira vazhinji, kuitira kuti vagoponeswa.

1 Vakorinde 10