1 Timoti 6:20-21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

20. Timoti, chengeta icho chawakapiwa. Furatira unhu husina umwari nepfungwa dzinopikisa, dzezvinonzi pakutaura kwenhema zivo,

21. idzo dzakapupurwa navamwe uye nokudaro vakatsauka kubva pakutenda.Nyasha ngadzive newe.

1 Timoti 6