1 Samueri 9:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Samueri akatora Sauro nomuranda wake akapinda navo mumba yokudyira akavagadzika kumusoro kwaavo vakanga vakokwa, vaisvika makumi matatu.

1 Samueri 9

1 Samueri 9:13-25