1 Samueri 9:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana zviri zvembongoro dzawakarasa mazuva matatu apfuura, usafunganya pamusoro padzo, dzakawanikwa. Zvino zvido zvose zveIsraeri zvatarira kuna ani kana kusiri kwauri iwe nemhuri yose yababa vako?”

1 Samueri 9

1 Samueri 9:10-21