1 Samueri 9:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sauro akati kumuranda wake, “Zvakanaka, uya tiende.” Saka vakasimuka vakananga kuguta kwaiva nomunhu waMwari.

1 Samueri 9

1 Samueri 9:4-14