1 Samueri 8:17-20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

17. Achatora chegumi chamakwai enyu, uye imi pachenyu muchava nhapwa dzake.

18. Zuva iroro parichasvika muchachema kwazvo nokuda kwamambo iyeye wamazvisarudzira, uye Jehovha haazokupindurai pazuva iroro.”

19. Asi vanhu vakaramba kuteerera Samueri. Vakati, “Kwete! Tinoda mambo kuti atitonge.

20. Ipapo tichava sedzimwe nyika dzose, tiina mambo anotitungamirira nokutiendera pamberi achitirwira hondo dzedu.”

1 Samueri 8