1 Samueri 6:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Itai zviumbwa zvamamota nembeva dzacho, izvo zviri kuparadza nyika, uye mugopa kukudzwa kuna Mwari weIsraeri. Zvikada achasimudza ruoko rwake kubva pamuri napana vamwari venyu nenyika yenyu.

1 Samueri 6

1 Samueri 6:4-9