1 Samueri 6:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Mwari akauraya vamwe vavarume veBhetishemeshi, akauraya vanhu makumi manomwe vavo nokuti vakanga vadongorera mukati meareka yaJehovha. Vanhu vakachema nokuti Jehovha akanga auraya vanhu nokuuraya kukuru,

1 Samueri 6

1 Samueri 6:18-21