1 Samueri 26:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akadanidzira kuvarwi nokuna Abhineri mwanakomana waNeri akati, “Abhineri haundidaviri here?” Abhineri akapindura akati, “Ndiwe aniko unodanidzira kuna mambo?”

1 Samueri 26

1 Samueri 26:12-23