1 Samueri 25:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akataura kuvaranda vake akati, “Chitungamirai; ini ndichakuteverai.” Asi haana kuudza murume wake Nabhari.

1 Samueri 25

1 Samueri 25:14-21