1 Samueri 25:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi varume ava vakanga vakanaka kwazvo kwatiri. Havana kutibata zvakaipa, uye panguva yose iyi yatakanga tinavo musango hatina kurasikirwa nechinhu.

1 Samueri 25

1 Samueri 25:11-22