1 Samueri 25:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akati kuvanhu vake, “Pakatai minondo!” Saka vakapakata minondo yavo, naDhavhidhi akapakatawo wake. Varume vanenge mazana mana vakaenda naDhavhidhi, vanokwana mazana maviri vakasara vane nhumbi.

1 Samueri 25

1 Samueri 25:9-17