1 Samueri 24:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uchangobva kundirondedzera iye zvino zvakanaka zvawakandiitira; Jehovha akandiisa mumaoko ako, asi hauna kundiuraya.

1 Samueri 24

1 Samueri 24:14-22