1 Samueri 24:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akati apedza kutaura mashoko aya, Sauro akabvunza akati, “Inzwi rako here, Dhavhidhi mwanakomana wangu?” Ipapo akachema kwazvo.

1 Samueri 24

1 Samueri 24:12-22