1 Samueri 23:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akati anzwa kuti Sauro akanga ari kuita rangano yakaipa pamusoro pake, akati kuna Abhiatari muprista, “Uya neefodhi.”

1 Samueri 23

1 Samueri 23:2-15