1 Samueri 23:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Dhavhidhi navanhu vake vakaenda kuKeira, vakarwa navaFiristia uye akavatorera zvipfuwo zvavo. Akauraya vaFiristia vakawanda kwazvo akaponesa vanhu vokuKeira.

1 Samueri 23

1 Samueri 23:3-8