1 Samueri 23:28-29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

28. Ipapo Sauro akarega kudzinganisa Dhavhidhi akaenda kundosangana navaFiristia. Ndokusaka vakatumidza nzvimbo iyi kuti Sera Hamarekoti.

29. Zvino Dhavhidhi akakwira kubva ipapo akandogara munhare dzeEni Gedhi.

1 Samueri 23