1 Samueri 21:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi muprista akapindura Dhavhidhi akati, “Handina chingwa zvachowo pano; asi pano pane chingwa chakatsaurwa, ndokunge vanhu vakazvichengeta kubva kuvakadzi.”

1 Samueri 21

1 Samueri 21:1-7