1 Samueri 20:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

akati kumukomana, “Mhanya undotsvaka miseve yandinopfura.” Mukomana achiri kumhanya, iye akapotsera museve mberi kwake.

1 Samueri 20

1 Samueri 20:33-41