1 Samueri 2:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Avo vaiva vakaguta vakandoshandira zvokudya zvavo,asi avo vaiva nenzara havachanzwi nzara zvakare.Uyo aiva asingabereki abereka vana vanomwe,asi iye akanga ana vana vazhinji oshayiwa simba.

1 Samueri 2

1 Samueri 2:2-7