1 Samueri 2:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo wose achasara mumhuri yako achauya agokotama pamberi pake kuti apuwe mari yesirivha nechimedu chechingwa agokumbirisa achiti, “Dondipaiwo rimwe basa rouprista kuti ndingowana zvokudya.” ’ ”

1 Samueri 2

1 Samueri 2:27-36