1 Samueri 18:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jonatani akakurura nguo yaakanga akapfeka akaipa kuna Dhavhidhi, pamwe chete nechunika yake, uye kunyange munondo wake, uta hwake nebhanhire rake.

1 Samueri 18

1 Samueri 18:2-12