1 Samueri 18:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akati apedza kutaura naSauro, Jonatani akanamatirana naDhavhidhi mumweya, uye akamuda sezvaaizvida iye.

1 Samueri 18

1 Samueri 18:1-4