1 Samueri 17:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Goriati akamira uye akadanidzira kuhondo dzavaIsraeri achiti, “Seiko mabuda kuti muzogadzirira kurwa? Ko, ini handizi muFiristia, uye imi hamuzi varanda vaSauro here? Sarudzai murume mugoita kuti aburuke kuno kwandiri.

1 Samueri 17

1 Samueri 17:1-13