1 Samueri 17:48 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

MuFiristia akati achiswedera pedyo kuti amuuraye, Dhavhidhi akakurumidza kumhanyira kumutsara wokurwa kuti andosangana naye.

1 Samueri 17

1 Samueri 17:41-50