1 Samueri 16:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka akabvunza Jese akati, “Ava ndivo vose vanakomana vaunavo here?” Jese akapindura akati, “Kuchino mumwe muduku kuna vose, asi ari kufudza makwai.” Samueri akati, “Tuma munhu kwaari; hatingagari pasi kusvikira asvika pano.”

1 Samueri 16

1 Samueri 16:3-14