1 Samueri 15:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Samueri akati, “Munondo wako sezvo wakaita kuti vakadzi vashaye vana, saizvozvo mai vako vachashayiwa mwana pakati pavakadzi.” Zvino Samueri akauraya Agagi pamberi paJehovha paGirigari.

1 Samueri 15

1 Samueri 15:25-35