1 Samueri 14:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino varume veIsraeri vakaziya pazuva iro, nokuti Sauro akanga asunga vanhu nemhiko achiti, “Ngaatukwe munhu anodya zvokudya kusati kwadoka, ndisati ndazvitsivira vavengi vangu!” Saka hakuna munhu pavarwi akaravira chokudya.

1 Samueri 14

1 Samueri 14:16-34