1 Samueri 13:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akamira kwamazuva manomwe, nguva yakanga yatarwa naSamueri; asi Samueri haana kuuya kuGirigari, uye varwi vaSauro vakatanga kupararira.

1 Samueri 13

1 Samueri 13:1-15