1 Samueri 10:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sauro akapindura achiti, “Akatiudza pachena kuti mbongoro dzakanga dzawanikwa.” Asi haana kuudza babamunini vake nezvoumambo zvakanga zvataurwa naSamueri.

1 Samueri 10

1 Samueri 10:13-21