1 Samueri 1:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hana haana kuenda. Akati kumurume wake, “Mushure mokunge mukomana uyu ndamurumura, ndichamutora ndigomupa kuna Jehovha, uye achagara ikoko nguva dzose.”

1 Samueri 1

1 Samueri 1:12-28