1 Petro 1:23-25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

23. Nokuti makaberekwa patsva, kwete nembeu inoora, asi isingaori, neshoko raMwari benyu uye rinogara nokusingaperi.

24. Nokuti,“Vanhu vose vakaita souswa,uye kuyevedza kwavo kwakaita samaruva ouswa;uswa hunosvava uye maruva anowira pasi,

25. asi shoko raShe rinogara nokusingaperi.”Uye iri ndiro shoko ramakaparidzirwa.

1 Petro 1