9. Nomukadzi wake Hodheshi akabereka Johabhi, Zibhia, Mesha Marikami,
10. Jeuzi, Sakia naMirima. Ava ndivo vaiva vanakomana vake, vakuru vemhuri.
11. NaHushimi akabereka Abhitubhi naEripaari.
12. Vanakomana vaEripaari vaiva: Ebheri, Mishamu, Shemedhi (uyo akavaka Ono neRodhi pamwe chete nemisha yakaapoteredza)
13. naBheria naShema, avo vakanga vari vakuru vemhuri dzaavo vaigara muAijaroni uye vakadzinga vagari veGati.
14. Ahiyo, Shashaki, Jeremoti,