1 Makoronike 8:40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanakomana vaUramu vaiva varwi voumhare vaigona kushandisa uta. Vaiva navanakomana navazukuru vazhinji vaisvika zana namakumi mashanu pamwe chete. Vose ava vaiva zvizvarwa zvaBhenjamini.

1 Makoronike 8

1 Makoronike 8:37-40