1 Makoronike 7:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwanakomana waUzi aiva: Izirahia. Vanakomana vaIzirahia vaiva: Mikaeri, Obhadhia, Joere naIshia. Vose vari vashanu vaiva madzishe.

1 Makoronike 7

1 Makoronike 7:1-12