1 Makoronike 5:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye vamwe vazhinji vakaurayiwa nokuti kurwa uku kwaiva kwaMwari. Uye vakagara munyika iyoyi kusvikira pakutapwa.

1 Makoronike 5

1 Makoronike 5:19-26