1 Makoronike 4:27-30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

27. Shimei aiva navanakomana gumi navatanhatu navanasikana vatanhatu, asi vanun'una vake vaiva vasina vana vakawanda; saka rudzi rwavo haruna kuwanda sokuwanda kwavanhu vavaJudha.

28. Vaigara muBheerishebha Moradha, Hazari Shuari,

29. Bhiriha, Ezemi, Toradhi,

30. Bhehieri, Horima, Zikiragi,

1 Makoronike 4