1 Makoronike 29:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Mambo Dhavhidhi akati kuungano yose, “Mwanakomana wangu Soromoni uyo asarudzwa naMwari mudiki uye haasati ava kunyatsogona. Basa iri iguru kwazvo nokuti muzinda uyu hausi womunhu asi ndowaJehovha Mwari.

1 Makoronike 29

1 Makoronike 29:1-4