1 Makoronike 26:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Mapoka avachengeti vemikova aiva: Kubva kuvaKorati: Mesheremia mwanakomana waKore, mumwe wavanakomana vaAsafi.

2. Mesheremia aiva navanakomana vaiti: Zekaria dangwe, Jedhiaeri wechipiri Zebhadhia wechitatu, Jatinieri wechina,

3. Eramu wechishanu, Jehoanani wechitanhatu, naEriehoenai wechinomwe.

1 Makoronike 26