23. wegumi nemitanhatu kuna Hanania, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri;
24. wegumi nemisere kuna Joshibhekasha, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri;
25. wegumi nemisere kuna Hanani, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri;
26. wegumi nemipfumbamwe kuna Maroti, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri;
27. wamakumi maviri kuna Eriata, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri;
28. wamakumi maviri nomumwe kuna Hotiri, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri;