1 Makoronike 25:15-20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

15. worusere kuna Jeshaya, vanakomana vake nehama dzake– navaviri;

16. wepfumbamwe kuna Matania, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri;

17. wegumi kuna Shimei, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri;

18. wegumi nomumwe kuna Azareri, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri;

19. wegumi nemiviri kuna Hashabhia, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri;

20. wegumi nemitatu kuna Shubhaeri, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri;

1 Makoronike 25