1 Makoronike 2:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hanzvadzi dzavo dzaiva Zeruya naAbhigairi. Vanakomana vatatu vaZeruya vaiva Abhishai, Joabhu naAsaheri.

1 Makoronike 2

1 Makoronike 2:9-17