1 Makoronike 17:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino makafadzwa kuti muropafadze imba yomuranda wenyu kuti ienderere mberi nokusingaperi pamberi penyu, nokuti imi, imi Jehovha, mairopafadza uye ichava yakaropafadzwa nokusingaperi.”

1 Makoronike 17

1 Makoronike 17:21-27