1 Makoronike 17:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana mazuva ako akwana uye pauchaenda kundova namadzibaba ako, ndichasimudza mwana wako achakutevera paumambo, mumwe wavanakomana vako pachako uye ndichasimbisa umambo hwake.

1 Makoronike 17

1 Makoronike 17:9-17