1 Makoronike 14:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Dhavhidhi navanhu vake vakakwira kuPerazimi uye ikoko akavakunda akati, “Sokupwanya kunoita mvura, Mwari akapwanya vavengi vangu noruoko rwangu.” Saka nzvimbo iyoyo yakatumidzwa kunzi Bhaari Perazimi.

1 Makoronike 14

1 Makoronike 14:8-17