1 Makoronike 10:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sauro akafa nokuti akanga asina kutendeka kuna Jehovha, haana kuchengeta shoko raJehovha uyezve akandobvunzira kumasvikiro kuti atungamirirwe.

1 Makoronike 10

1 Makoronike 10:12-14