1 Makoronike 1:35-38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

35. Vanakomana vaSeiri vaiva: Erifazi, Reueri, Jeushi, Jaramu, naKora.

36. Vana vaErifazi vaiva: Temani, Omari, Zefa, Gatami, naKenazi; naTimina, vakabereka Amareki.

37. Vanakomana vaReueri vaiva: Nahati, Zera, Shama naMiza.

38. Vanakomana vaSeiri vaiva: Rotani, Shobhari, Zibheoni, Ana, Dhishoni, Ezeri naDhishani.

1 Makoronike 1