1 Makoronike 1:1-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Adhamu, Seti, Enoshi,

2. Kenani, Maharareri, Jaredhi,

3. Inoki, Metusera, Rameki, Noa.

4. Vanakomana vaNoa vaiva: Shemu, Hamu, naJafeti.

5. Vanakomana vaJafeti vaiva: Gomeri, Magogi, Madhai, Javhani, Tubhari, Mesheki naTirasi.

6. Vanakomana vaGomeri vaiva: Ashikenazi, Rifati naTogama.

7. Vanakomana vaJavhani vaiva: Erisha, Tashishi, muKitimi nomuRodhanimi.

8. Vanakomana vaHamu vaiva: Kushi, Miziraimi, Puti naKenani.

1 Makoronike 1