1 Madzimambo 6:37-38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

37. Hwaro hwetemberi yaJehovha hwakavakwa mugore rechina, mumwedzi waZivhi.

38. Mugore regumi nerimwe mumwedzi waBhuri, mwedzi worusere, temberi yakapera kuvakwa yose sezvayakanga yakafanira kuitwa. Akapedza makore manomwe achiivaka.

1 Madzimambo 6